Revhitiko 7:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kuzvipiriso zvokuwadzana zvavana veIsraeri ndatora chityu chinoninirwa nebandauko rinouyiswa ndikazvipa kuna Aroni muprista navanakomana vake somugove wavo wavanofanira kugara vachiwana kubva kuvaIsraeri.’ ”

Revhitiko 7

Revhitiko 7:24-38