Revhitiko 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose anodya mafuta emhuka inoitwa nayo chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.

Revhitiko 7

Revhitiko 7:23-26