Revhitiko 6:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hari yevhu inobikirwa nyama inofanira kuputswa; asi kana zvikabikwa mupoto yendarira, poto inofanira kukweshwa igosukurudzwa nemvura.

Revhitiko 6

Revhitiko 6:26-30