Revhitiko 26:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa uye kukohwa mazambiringa kuchasvika pakudyara, uye muchadya zvose zvamunoda uye mugogara makachengetedzeka munyika menyu.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:4-13