Revhitiko 23:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva regumi namashanu romwedzi iwoyo Mutambo waJehovha weChingwa Chisina Mbiriso unotanga; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chinobikwa chisina mbiriso.

Revhitiko 23

Revhitiko 23:1-10