Revhitiko 23:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rokutanga munofanira kutsara michero yakanakisisa yemiti, nemichero yemichindwe, namatavi ana mashizha akawanda, nemikonachando, uye mugofara pamberi paJehovha Mwari wenyu kwamazuva manomwe.

Revhitiko 23

Revhitiko 23:33-43