Revhitiko 23:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kuninira makwayana maviri pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira pamwe chete nechingwa chegohwo rokutanga. Izvi zvipiriso zvitsvene kuna Jehovha zvomuprista.

Revhitiko 23

Revhitiko 23:12-29