Revhitiko 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kupi kwose kwamunogara, uyai nezvingwa zviviri zvakaitwa nezvikamu zviviri kubva mugumi zveefa zvoupfu hwakatsetseka zvakabikwa nembiriso sechipiriso chokuninira chezvibereko zvokutanga kuna Jehovha.

Revhitiko 23

Revhitiko 23:16-27