Revhitiko 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, mukakohwa gohwo rayo, uyai kumuprista nechisote chezviyo zvamunotanga kukohwa.

Revhitiko 23

Revhitiko 23:5-15