Revhitiko 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana chizvarwa chaAroni chikava nechirwere chamaperembudzi kana akava nezvinoyerera pamuviri wake, haangadyi zvipiriso zvitsvene kusvikira acheneswa. Achavawo asina kuchena kana akabata chimwe chinhu chakasvibiswa nechitunha kana nomumwe murume anobuda mbeu,

Revhitiko 22

Revhitiko 22:3-11