Revhitiko 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mwanasikana womuprista akawanikwa nomumwe munhu asiri muprista haagoni kudya chipi zvacho chezvitsvene zvinouyiswa kumuprista.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:10-21