Revhitiko 21:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kuwana chirikadzi, mukadzi akarambwa kana mukadzi akasvibiswa noufeve asi mhandara yakazara bedzi kubva kuvanhu vokwake,

Revhitiko 21

Revhitiko 21:6-17