Revhitiko 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kumarudzi kuti muve vangu ndoga.

Revhitiko 20

Revhitiko 20:20-27