Revhitiko 20:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana murume akavata nomukadzi panguva yokuva kwake kumwedzi akasangana naye, afumura chaipo panobva kuyerera kwake, mukadziwo azvifumura. Vose vari vaviri vanofanira kubviswa pavanhu vokwavo.

Revhitiko 20

Revhitiko 20:15-20