Revhitiko 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana mumwe akawana mukadzi pamwe chete namai vake, zvakaipa. Vose iye naivo vanofanira kupiswa mumoto kuitira kuti pasawanikwe kuipa pakati penyu.

Revhitiko 20

Revhitiko 20:5-17