Revhitiko 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvinoitirwa kuti vaIsraeri vauye nezvibayiro zvavo zvavanobayira kusango, kuna Jehovha. Vanofanira kuuya nazvo kumuprista, ndiko kuti, kuna Jehovha, pamusuo wokupinda muTende Rokusangana vagozvibayira sezvipiriso zvokuwadzana.

Revhitiko 17

Revhitiko 17:3-6