Revhitiko 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti upenyu hwenyama huri muropa uye ndaripa kwamuri kuti rikuyananisirei paaritari; ropa ndiro rinoyananisira upenyu hwomunhu.

Revhitiko 17

Revhitiko 17:8-16