Revhitiko 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mbudzi inosarudzwa nomujenya sembudzi yokutakudzwa ichauyiswa iri mhenyu pamberi paJehovha igoshandiswa pakuyananisira, icharegedzwa ichienda kurenje sembudzi yokutakudzwa.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:7-11