Revhitiko 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose anobata mubhedha wake anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:1-6