Revhitiko 15:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Munofanira kutsaura vaIsraeri kubva pazvinhu zvose zvinoita kuti vave vasina kuchena, kuitira kuti vasafa mukusachena kwavo nokuda kwokuti vasvibisa nzvimbo yandinogara, iri pakati penyu.’ ”

Revhitiko 15

Revhitiko 15:28-33