Revhitiko 15:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mubhedha upi zvawo waachavata pauri panguva yaanenge achiri kubuda ropa, uchava usina kuchena somubhedha wapakuva kwake kumwedzi, chose chaachagara chichava chisina kuchena sapanguva yokuva kwake kumwedzi.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:21-27