Revhitiko 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana murume akavata naye uye kuerera kwake kwomwedzi kukasangana naye, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, kunyange mubhedha waanovata pauri uchava usina kuchena.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:21-31