Revhitiko 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani achabata paanovata anofanira kusuka nguo dzake uye agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvika manheru.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:19-23