Revhitiko 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri agouya nadzo pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana agodzipa kumuprista.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:9-20