Revhitiko 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munhu anofanira kucheneswa anofanira kusuka nguo dzake agoveura bvudzi rake rose agoshamba nemvura, ipapo achava akacheneswa. Mushure maizvozvi anogona kuuya mumusasa asi anofanira kugara kunze kwetende rake kwamazuva manomwe.

Revhitiko 14

Revhitiko 14:1-9