Revhitiko 14:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi kana muprista akauya kuzoiongorora, akaona kuti maperembudzi haana kupararira mumba mushure mokunge yadzurwa, achati imba yakachena nokuti maperembudzi aenda.

Revhitiko 14

Revhitiko 14:46-57