Revhitiko 14:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muprista anofanira kurayira kuti vabudise zvose zviri mumba muprista asati apinda kundotarira hosha, kuti kurege kuva nechinhu chiri mumba chichanzi hachina kuchena. Mushure maizvozvo muprista anofanira kupinda agoongorora imba.

Revhitiko 14

Revhitiko 14:30-38