Revhitiko 13:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kupisa nguo yacho, kana mucheka wakarukwa wewuru kana mucheka weshinda, kana wedehwe une utachiona mauri, nokuti maperembudzi anoparadza, chinhu ichocho chinofanira kupiswa.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:42-55