Revhitiko 13:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ane chironda chichena chakatsvukuruka pamhanza yake kana pahuma, chirwere chinotapukira chabuda pamusoro pake kana pahuma.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:32-47