Revhitiko 13:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

muprista anofanira kumuongorora, uye kana kuvava kwapararira neganda, muprista haafaniri kutsvaga bvudzi renhundurwa, nokuti munhu iyeye haana kuchena.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:28-44