Revhitiko 13:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechinomwe muprista anofanira kuongorora panovava, uye kana pasina kupararira neganda zvichiratidza kuti hazvina kudzika kudarika ganda, muprista achazivisa kuti akachena. Anofanira kusuka nguo dzake agova akachena.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:28-37