Revhitiko 13:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana muprista akaongorora ronda iri uye kana risingaratidzi kudzika kudarika ganda uye pasina bvudzi dema pariri, zvino muprista anofanira kuchengeta munhu ane hosha ari oga kwamazuva manomwe.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:22-33