Revhitiko 13:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana muprista akachiongorora, pasina bvudzi jena pagwapa uye kana zvisina kudzika kudarika ganda uye zvaserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:21-27