Revhitiko 13:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kumuongorora uye kana zvikaratidza kudzika kudarika paganda uye bvudzi riri pachiri rikapinduka rikava jena, muprista achazivisa kuti haana kuchena, chirwere chinotapukira cheganda chabuda panga pane mota.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:18-24