Revhitiko 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achazvibayira pamberi paJehovha kuti agomuyananisira, achava akacheneswa kubva pakubuda ropa kwake. Iyi ndiyo mirayiro yomukadzi anobatsirwa nomwanakomana kana mwanasikana.

Revhitiko 12

Revhitiko 12:4-8