Revhitiko 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana akabereka mwanasikana, kwevhiki mbiri mukadzi achava asina kuchena sepaanoenda kumwedzi. Ipapo anofanira kumira mazuva makumi matanhatu namatanhatu kuti acheneswe kubva pakubuda ropa.

Revhitiko 12

Revhitiko 12:1-8