16. Ngaabvise chihururu neminhenga agozvikanda kumabvazuva kwearitari kunenge kune madota.
17. Achaibvambura namapapiro ayo asingaiparadzanisi zvachose, muprista agoipisa pahuni dziri pamoto uri paaritari. Chipiriso chinopiswa, chipiriso chakagadzirwa nomoto, chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.