Obhadhia 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kumira pamharadzano dzenzira, kuti muuraye vanotiza vavo, kana kuisa vakasara vavo kuvavengi vavo, pazuva rokutambudzika kwavo.

Obhadhia 1

Obhadhia 1:12-21