Numeri 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rakamiswa tabhenakeri, iyo Tende yeChipupuriro, gore rakaifukidza. Kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, gore rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakanga rakaita somoto.

Numeri 9

Numeri 9:8-18