Numeri 8:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Aya ndiwo magadzirirwo akanga akaitwa chigadziko chomwenje: Chakanga chakaitwa negoridhe rakapambadzirwa kubva pahwaro hwacho kusvikira pamaruva acho. Chigadziko chomwenje chakanga chakagadzirwa zvakanyatsofanana nomufananidzo wakanga waratidzwa Mozisi naJehovha.

5. Jehovha akati kuna Mozisi:

6. “Bvisa vaRevhi pakati pavamwe vaIsraeri ugovanatsa.

Numeri 8