Numeri 8:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vangabatsira havo hama dzavo kuita mabasa apaTende Rokusangana, asi ivo pachavo havafaniri kushanda basa. Zvino, izvi ndizvo zvaunofanira kurayira vaRevhi kuti vaite.”

Numeri 8

Numeri 8:22-26