Numeri 7:78 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake.

Numeri 7

Numeri 7:70-85