Numeri 7:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. nhongo imwe chete yembudzi yechipiriso chechivi;

23. uye nzombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaNetaneri mwanakomana waZuari.

24. Pazuva rechitatu, Eriabhu mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake.

Numeri 7