Numeri 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Mazuva ose okupika kwake kwokuzvitsaura hapana chisvo chichashandiswa kuveura musoro wake. Anofanira kuva mutsvene kusvikira nguva yokutsaurirwa kwake kuna Jehovha yapera; anofanira kurega bvudzi romusoro wake rirebe.

Numeri 6

Numeri 6:1-10