Numeri 33:18-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Vakabva paHazeroti vakandodzika misasa paRitima.

19. Vakabva paRitima vakandodzika misasa paRimoni Perezi.

20. Vakabva paRimoni Perezi vakandodzika misasa paRibhina.

21. Vakabva paRibhina vakandodzika misasa paRisa.

22. Vakabva paRisa vakandodzika misasa paKeherata.

Numeri 33