Numeri 33:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Vakabva muGwenga reSinai vakandodzika misasa paKibhuroti Hatava.

17. Vakabva paKibhuroti Hatava vakandodzika misasa paHazeroti.

18. Vakabva paHazeroti vakandodzika misasa paRitima.

19. Vakabva paRitima vakandodzika misasa paRimoni Perezi.

Numeri 33