Numeri 32:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakakwira kwaari vakati, “Tinoda kuvaka matanga ezvipfuwo zvedu kuno namaguta avakadzi vedu navana.

Numeri 32

Numeri 32:8-23