Numeri 29:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muisewo nhongo imwe chete yembudzi sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa.

Numeri 29

Numeri 29:32-40