Numeri 29:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye chipiriso chokunwa.

Numeri 29

Numeri 29:33-39