Numeri 29:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Pazuva rechishanu, mugadzire hando pfumbamwe, makondohwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Numeri 29

Numeri 29:22-32